-
Isaya 55:10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Nekuti sezvinoita mvura nechando zvinonaya zvichibva kudenga,
Izvo zvisingadzokeri ikoko kusvikira zvanyatsonyorovesa nyika, zvoita kuti ibereke uye imere,
Zvopa mudyari mbeu uye zvekudya kune anodya,
-