RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 36:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Anokwidza madonhwe emvura kumusoro;+

      Madonhwe acho anochinja kubva mumhute yake, ova mvura;

  • Jobho 38:37
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 Ndiani akachenjera zvekuti angaverenga makore,

      Kana kuti ndiani angadeura zvirongo zvemvura zvekudenga,+

  • Jeremiya 10:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Paanoita kuti inzwi rake rinzwike,

      Mvura iri kudenga inotinhira,+

      Uye anoita kuti makore asimuke* kubva kumigumo yenyika.+

      Anogadzirira mvura inonaya mheni,*

      Uye anobudisa mhepo mumatura ake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe