Dheuteronomi 32:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nekuti nzira dzake dzese dzakarurama.+ NdiMwari akatendeka,+ asingaiti zvisina kururama;+Iye akarurama uye akatendeseka.+ Pisarema 11:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti Jehovha akarurama;+ anoda mabasa akarurama.+ Vakarurama vachaona chiso chake.*+ Pisarema 33:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Iye anoda kururama uye kutonga zvakarurama.+ Nyika yakazara nerudo rwaJehovha rusingachinji.+ Pisarema 37:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Nekuti Jehovha anoda kutonga zvakarurama,Uye haazosiyi vanhu vake vakavimbika.+ ע [Ayin] Vacharamba vakachengetedzwa;+Asi vana vevanhu vakaipa vachaparadzwa.+ Pisarema 71:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kururama kwenyu haiwa Mwari kunosvika kumusoro;+Makaita zvinhu zvikuru;Haiwa Mwari, ndiani akaita semi?+
4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nekuti nzira dzake dzese dzakarurama.+ NdiMwari akatendeka,+ asingaiti zvisina kururama;+Iye akarurama uye akatendeseka.+
28 Nekuti Jehovha anoda kutonga zvakarurama,Uye haazosiyi vanhu vake vakavimbika.+ ע [Ayin] Vacharamba vakachengetedzwa;+Asi vana vevanhu vakaipa vachaparadzwa.+
19 Kururama kwenyu haiwa Mwari kunosvika kumusoro;+Makaita zvinhu zvikuru;Haiwa Mwari, ndiani akaita semi?+