Jobho 10:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Ndisati ndaenda kwandisingazodzoki,+Kunyika yerima gobvu,*+ Jobho 14:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Munhu anorarawo pasi uye haamuki.+ Havazomuki kusvikira denga risisiko,Uyewo havazomutswi pahope dzavo.+ Pisarema 78:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Nekuti aiyeuka kuti vakanga vari vanhu venyama,+Mhepo inongovhuvhuta ichipfuura isingadzoki. Muparidzi 9:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Zvese zvaunokwanisa kuita neruoko rwako, zviite nesimba rako rese, nekuti kuGuva,*+ kwauri kuenda, hakuna basa rinoitwa kana kuronga zvekuita kana ruzivo kana uchenjeri.
21 Ndisati ndaenda kwandisingazodzoki,+Kunyika yerima gobvu,*+ Jobho 14:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Munhu anorarawo pasi uye haamuki.+ Havazomuki kusvikira denga risisiko,Uyewo havazomutswi pahope dzavo.+ Pisarema 78:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Nekuti aiyeuka kuti vakanga vari vanhu venyama,+Mhepo inongovhuvhuta ichipfuura isingadzoki. Muparidzi 9:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Zvese zvaunokwanisa kuita neruoko rwako, zviite nesimba rako rese, nekuti kuGuva,*+ kwauri kuenda, hakuna basa rinoitwa kana kuronga zvekuita kana ruzivo kana uchenjeri.
12 Munhu anorarawo pasi uye haamuki.+ Havazomuki kusvikira denga risisiko,Uyewo havazomutswi pahope dzavo.+
10 Zvese zvaunokwanisa kuita neruoko rwako, zviite nesimba rako rese, nekuti kuGuva,*+ kwauri kuenda, hakuna basa rinoitwa kana kuronga zvekuita kana ruzivo kana uchenjeri.