Jeremiya 32:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Ndichavapa mwoyo mumwe chete+ nenzira imwe chete kuti vagare vachinditya, zvovafambira zvakanaka ivo nevana vavo vanovatevera.+
39 Ndichavapa mwoyo mumwe chete+ nenzira imwe chete kuti vagare vachinditya, zvovafambira zvakanaka ivo nevana vavo vanovatevera.+