1 Samueri 19:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Gare gare Sauro akatuma vanhu kuti vanogarira Dhavhidhi pamba pake vomuuraya mangwanani,+ asi Mikari mudzimai waDhavhidhi akamuudza kuti: “Kana ukasatiza* nhasi usiku, mangwana uchaurayiwa.”
11 Gare gare Sauro akatuma vanhu kuti vanogarira Dhavhidhi pamba pake vomuuraya mangwanani,+ asi Mikari mudzimai waDhavhidhi akamuudza kuti: “Kana ukasatiza* nhasi usiku, mangwana uchaurayiwa.”