Pisarema 64:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Rurimi rwavo ndirwo ruchaita kuti vawire pasi;+Vese vanenge vakatarisa vachadzungudza misoro yavo. Zvirevo 12:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Munhu akaipa anobatwa nekutaura kwake kwakaipa,+Asi munhu akarurama anopona padambudziko. Zvirevo 16:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Kuzvikudza kunotangira kuparara,Uye kuzvitutumadza kunotangira kugumburwa.+