1 Samueri 17:46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 Nhasi chaiye Jehovha achakuisa muruoko rwangu,+ uye ndichakuwisira pasi ndodimbura musoro wako; uye nhasi ndichapa shiri dzedenga nemhuka dzesango zvitunha zveuto revaFiristiya; uye vanhu vese vepanyika vachaziva kuti muIsraeri muna Mwari.+ Pisarema 9:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Jehovha anozivikanwa nekutonga kwaanoita.+ Munhu akaipa ateyiwa nemabasa emaoko ake.+ Higayoni.* (Sera) Pisarema 83:17, 18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ngavanyadziswe uye ngavavhundutswe nekusingaperi;Ngavashaye pekupinda uye ngavaparare;18 Vanhu ngavazive kuti imi, mune zita rekuti Jehovha,+Imi mega ndimi Wekumusorosoro, kumusoro kwenyika yese.+
46 Nhasi chaiye Jehovha achakuisa muruoko rwangu,+ uye ndichakuwisira pasi ndodimbura musoro wako; uye nhasi ndichapa shiri dzedenga nemhuka dzesango zvitunha zveuto revaFiristiya; uye vanhu vese vepanyika vachaziva kuti muIsraeri muna Mwari.+
16 Jehovha anozivikanwa nekutonga kwaanoita.+ Munhu akaipa ateyiwa nemabasa emaoko ake.+ Higayoni.* (Sera)
17 Ngavanyadziswe uye ngavavhundutswe nekusingaperi;Ngavashaye pekupinda uye ngavaparare;18 Vanhu ngavazive kuti imi, mune zita rekuti Jehovha,+Imi mega ndimi Wekumusorosoro, kumusoro kwenyika yese.+