1 Samueri 17:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Nhasi Jehovha achakuisa muruoko rwangu,+ ndichakuwisira pasi ndobvisa musoro wako pauri; uye nhasi ndichapa shiri dzokudenga nemhuka dzomusango+ zvitunha zveboka revaFiristiya; uye vanhu vepanyika pose vachaziva kuti kuna Mwari wevaIsraeri.+
46 Nhasi Jehovha achakuisa muruoko rwangu,+ ndichakuwisira pasi ndobvisa musoro wako pauri; uye nhasi ndichapa shiri dzokudenga nemhuka dzomusango+ zvitunha zveboka revaFiristiya; uye vanhu vepanyika pose vachaziva kuti kuna Mwari wevaIsraeri.+