Numeri 24:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Uye Edhomu achava nhaka,+Chokwadi, Seiri+ achava nhaka yevavengi vake,+Israeri achiratidza ushingi hwake. 2 Samueri 8:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Akaisa mapoka evarwi muEdhomu. Akaisa mapoka acho muEdhomu yese, uye vaEdhomu vese vakava varanda vaDhavhidhi.+ Jehovha aiita kuti Dhavhidhi akunde* kwese kwaaienda.+
18 Uye Edhomu achava nhaka,+Chokwadi, Seiri+ achava nhaka yevavengi vake,+Israeri achiratidza ushingi hwake.
14 Akaisa mapoka evarwi muEdhomu. Akaisa mapoka acho muEdhomu yese, uye vaEdhomu vese vakava varanda vaDhavhidhi.+ Jehovha aiita kuti Dhavhidhi akunde* kwese kwaaienda.+