Pisarema 40:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Matambudziko akandikomba akawanda zvekusaverengeka.+ Zvikanganiso zvangu zvakawanda zvekunditadzisa kuona nzira yangu;+Zvakawanda kupfuura bvudzi remusoro wangu,Uye ndaora mwoyo. VaRoma 7:23, 24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 asi ndinoona mumuviri mangu* mumwe mutemo uchirwisana nemutemo wepfungwa dzangu+ uye uchinditungamirira ndiri nhapwa kuenda kumutemo wechivi+ uri mumuviri mangu.* 24 Ndiri munhamo! Ndiani achandinunura mumuviri uyu uri kufa? VaGaratiya 5:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti nyama inorwisana nemweya pazvido zvayo, uye mweya unorwisana nenyama; zvinhu izvi zvinorwisana, zvekuti hamukwanisi kuita zvamunoda kuita chaizvo.+
12 Matambudziko akandikomba akawanda zvekusaverengeka.+ Zvikanganiso zvangu zvakawanda zvekunditadzisa kuona nzira yangu;+Zvakawanda kupfuura bvudzi remusoro wangu,Uye ndaora mwoyo.
23 asi ndinoona mumuviri mangu* mumwe mutemo uchirwisana nemutemo wepfungwa dzangu+ uye uchinditungamirira ndiri nhapwa kuenda kumutemo wechivi+ uri mumuviri mangu.* 24 Ndiri munhamo! Ndiani achandinunura mumuviri uyu uri kufa?
17 Nekuti nyama inorwisana nemweya pazvido zvayo, uye mweya unorwisana nenyama; zvinhu izvi zvinorwisana, zvekuti hamukwanisi kuita zvamunoda kuita chaizvo.+