-
Isaya 45:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Zvanzi naJehovha:
“Mubereko weIjipiti* nezvinotengeswa nevaItiopiya* nevaSebhiya, ivo vanhu varefu,
Zvichauya kwauri zvova zvako.
Vachafamba vari shure kwako vakasungwa necheni.
Vachauya vokotama pamberi pako.+
Vachataura kwauri vachikuremekedza chaizvo vachiti, ‘Chokwadi Mwari anewe,+
Uye hakuna mumwe; hakuna mumwe Mwari.’”
-