Isaya 61:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Vana* vavo vachazivikanwa pakati pemarudzi+Uye vazukuru vavo pakati pevanhu. Vese vanovaona vachavaziva,Kuti ndivo vana* vakakomborerwa naJehovha.”+ Isaya 66:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “Nekuti sezvichaita matenga matsva nenyika itsva+ zvandiri kusika izvo zvicharamba zviripo pamberi pangu,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “saizvozvowo vana* venyu nezita renyu zvicharamba zviripo.”+
9 Vana* vavo vachazivikanwa pakati pemarudzi+Uye vazukuru vavo pakati pevanhu. Vese vanovaona vachavaziva,Kuti ndivo vana* vakakomborerwa naJehovha.”+
22 “Nekuti sezvichaita matenga matsva nenyika itsva+ zvandiri kusika izvo zvicharamba zviripo pamberi pangu,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “saizvozvowo vana* venyu nezita renyu zvicharamba zviripo.”+