Isaya 11:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mweya waJehovha uchagara paari,+Mweya weuchenjeri+ uye wekunzwisisa,Mweya wekupa mazano uye wekuva nesimba,+Mweya wekuziva uye wekutya Jehovha. Mateu 7:28, 29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Jesu paakapedza kutaura izvi, vanhu vakashamiswa nemadzidzisiro ake,+ 29 nekuti akanga achivadzidzisa semunhu ane chiremera,+ kwete sevanyori vavo. Mateu 12:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Mambokadzi wekumaodzanyemba achamutswa pakutongwa pamwe chete nechizvarwa chino uye acharatidza kuti chine mhosva, nekuti akabva pasi kwenyika kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni.+ Asi onai! mumwe munhu anopfuura Soromoni ari pano.+
2 Mweya waJehovha uchagara paari,+Mweya weuchenjeri+ uye wekunzwisisa,Mweya wekupa mazano uye wekuva nesimba,+Mweya wekuziva uye wekutya Jehovha.
28 Jesu paakapedza kutaura izvi, vanhu vakashamiswa nemadzidzisiro ake,+ 29 nekuti akanga achivadzidzisa semunhu ane chiremera,+ kwete sevanyori vavo.
42 Mambokadzi wekumaodzanyemba achamutswa pakutongwa pamwe chete nechizvarwa chino uye acharatidza kuti chine mhosva, nekuti akabva pasi kwenyika kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni.+ Asi onai! mumwe munhu anopfuura Soromoni ari pano.+