Numeri 14:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Asi kunyange zvakadaro, ndinopika neupenyu hwangu, nyika yese ichazadzwa nekubwinya kwaJehovha.+ Habhakuki 2:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti nyika ichazara nekuziva kubwinya kwaJehovhaSekufukidzwa kwakaitwa gungwa nemvura.+