RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 72:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Zita rake rinokudzwa ngarirumbidzwe nekusingaperi,+

      Uye kubwinya kwake ngakuzadze nyika yese.+

      Ameni, Ameni.

  • Isaya 11:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 Hazvizombokuvadzi+

      Kana kuparadza pagomo rangu rese dzvene,+

      Nekuti chokwadi nyika ichazara nekuziva Jehovha

      Sekufukidzwa kwakaitwa gungwa nemvura.+

  • Zekariya 14:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Uye Jehovha achava Mambo panyika yese.+ Zuva iroro pachava naJehovha mumwe chete,+ uye achava nezita rimwe chete.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe