RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 13:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Mwari akazvizadzisa zvizere kwatiri, isu vana vavo, nekumutsa Jesu;+ sekunyorwa kwazvakaitwa mupisarema rechipiri kuti: ‘Ndiwe mwanakomana wangu; nhasi ndava baba vako.’+

  • VaHebheru 1:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Semuenzaniso, ingirozi ipi yakambonzi naMwari: “Ndiwe mwanakomana wangu; nhasi ndava baba vako”?+ Uyezve: “Ndichava baba vake, uye iye achava mwanakomana wangu”?+

  • VaHebheru 5:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Saka Kristu haanawo kuzvipa ega kukudzwa+ kwekuva mupristi mukuru, asi akakudzwa neuya akamuudza kuti: “Ndiwe mwanakomana wangu; nhasi ndava baba vako.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe