Numeri 11:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Mozisi akanzwa vanhu vachichema, mhuri dzese, munhu mumwe nemumwe ari pasuo retende rake. Uye Jehovha akatsamwa kwazvo,+ uye Mozisi akagumbukawo zvikuru.
10 Mozisi akanzwa vanhu vachichema, mhuri dzese, munhu mumwe nemumwe ari pasuo retende rake. Uye Jehovha akatsamwa kwazvo,+ uye Mozisi akagumbukawo zvikuru.