Numeri 21:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka vanhu vakauya kuna Mozisi, vakati: “Tatadza nekupopotera kwataita Jehovha nemi.+ Tikumbirirei Jehovha kuti atiregererewo abvise nyoka patiri.” Uye Mozisi akakumbirira vanhu kuti varegererwe.+ Vatongi 4:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 VaIsraeri vakachema kuna Jehovha,+ nekuti Jabhini aiva nengoro dzehondo 900 dzaiva nemajeko esimbi,*+ uye akadzvinyirira vaIsraeri achivaitira utsinye+ kwemakore 20.
7 Saka vanhu vakauya kuna Mozisi, vakati: “Tatadza nekupopotera kwataita Jehovha nemi.+ Tikumbirirei Jehovha kuti atiregererewo abvise nyoka patiri.” Uye Mozisi akakumbirira vanhu kuti varegererwe.+
3 VaIsraeri vakachema kuna Jehovha,+ nekuti Jabhini aiva nengoro dzehondo 900 dzaiva nemajeko esimbi,*+ uye akadzvinyirira vaIsraeri achivaitira utsinye+ kwemakore 20.