1 Samueri 4:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Asi akatumidza mukomana wacho kuti Ikabhodhi,*+ achiti: “Kukudzwa kwabva pakati paIsraeri, kwatapwa,”+ achitaura nezvekutorwa kweAreka yaMwari wechokwadi uye zvakaitika kuna tezvara vake nemurume wake.+ 1 Samueri 5:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 VaFiristiya pavakatora Areka+ yaMwari wechokwadi, vakabva nayo kuEbhenezeri vakaenda nayo kuAshdhodhi.
21 Asi akatumidza mukomana wacho kuti Ikabhodhi,*+ achiti: “Kukudzwa kwabva pakati paIsraeri, kwatapwa,”+ achitaura nezvekutorwa kweAreka yaMwari wechokwadi uye zvakaitika kuna tezvara vake nemurume wake.+
5 VaFiristiya pavakatora Areka+ yaMwari wechokwadi, vakabva nayo kuEbhenezeri vakaenda nayo kuAshdhodhi.