RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 23:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Ndichaita kuti vanhu vapere simba* musati masvika,+ uye ndichadzinga vaHivhi, vaKenani, nevaHiti pamberi penyu.+

  • Eksodho 23:30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 30 Ndichavadzinga pamberi penyu zvishoma nezvishoma, kusvikira mawanda, matora nyika yacho yese.+

  • Joshua 24:12, 13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Saka musati masvika kwavari ndakaita kuti vaore mwoyo,* vachibva vatiza pamberi penyu,+ iwo madzimambo maviri evaAmori. Hamuna kuvakunda nebakatwa renyu kana uta hwenyu.+ 13 Saka ndakakupai nyika yamakanga musina kushandira nemaguta amakanga musina kuvaka,+ mukagara maari. Muri kudya kubva muminda yemizambiringa neminda yemiorivhi yamusina kudyara.’+

  • 1 Madzimambo 4:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 VaJudha nevaIsraeri vaigara zvakanaka vasina chekutya, mumwe nemumwe ari pasi pemuzambiringa wake nepasi pemuonde wake, kubva kuDhani kusvika kuBheeri-shebha, mazuva ese aSoromoni.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe