Dheuteronomi 3:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 ‘Haiwa Changamire Ishe Jehovha, imi matanga kuratidza muranda wenyu ukuru hwenyu uye ruoko rwenyu rune simba,+ nekuti ndiani mwari ari kudenga kana kuti ari panyika anoita mabasa esimba akaita seenyu?+ Pisarema 104:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Haiwa Jehovha, mabasa enyu akawanda chaizvo!+ Makaaita ese neuchenjeri.+ Nyika yakazara nezvinhu zvamakaita.
24 ‘Haiwa Changamire Ishe Jehovha, imi matanga kuratidza muranda wenyu ukuru hwenyu uye ruoko rwenyu rune simba,+ nekuti ndiani mwari ari kudenga kana kuti ari panyika anoita mabasa esimba akaita seenyu?+
24 Haiwa Jehovha, mabasa enyu akawanda chaizvo!+ Makaaita ese neuchenjeri.+ Nyika yakazara nezvinhu zvamakaita.