2 Samueri 7:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka udza mushumiri wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ndakakutora kumafuro kwawaifudza makwai+ kuti uve mutungamiriri wevanhu vangu vaIsraeri.+
8 Saka udza mushumiri wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ndakakutora kumafuro kwawaifudza makwai+ kuti uve mutungamiriri wevanhu vangu vaIsraeri.+