2 Samueri 7:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino unoti kumushumiri wangu Dhavhidhi, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ini ndakakutora kumafuro kwawaifudza makwai+ kuti uve mutungamiriri+ wevanhu vangu vaIsraeri.
8 Zvino unoti kumushumiri wangu Dhavhidhi, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ini ndakakutora kumafuro kwawaifudza makwai+ kuti uve mutungamiriri+ wevanhu vangu vaIsraeri.