Pisarema 19:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Mutemo waJehovha wakakwana,+ unodzosa simba.*+ Chiyeuchidzo chaJehovha chakavimbika,+ chinochenjedza asina ruzivo.+ Pisarema 40:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndinofarira kuita* kuda kwenyu, haiwa Mwari wangu,+Uye mutemo wenyu uri mukatikati mangu.+ Pisarema 112:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 112 Rumbidzai Jah!*+ א [Aleph] Anofara munhu anotya Jehovha,+ ב [Beth] Anofarira mirayiro yake zvikuru.+ Mateu 5:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “Vanofara vaya vanoziva kuti vanoda kutungamirirwa naMwari,*+ nekuti Umambo hwekudenga ndehwavo. VaRoma 7:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ndinonyatsofarira mutemo waMwari nezvandiri nechemukati,+ Jakobho 1:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Asi munhu anonyatsotarisa mumutemo wakakwana werusununguko,+ asingausiyi, achafara pane zvaanoita; haana kuva munzwi anokanganwa, asi aita zvaanzwa.+
7 Mutemo waJehovha wakakwana,+ unodzosa simba.*+ Chiyeuchidzo chaJehovha chakavimbika,+ chinochenjedza asina ruzivo.+
112 Rumbidzai Jah!*+ א [Aleph] Anofara munhu anotya Jehovha,+ ב [Beth] Anofarira mirayiro yake zvikuru.+
25 Asi munhu anonyatsotarisa mumutemo wakakwana werusununguko,+ asingausiyi, achafara pane zvaanoita; haana kuva munzwi anokanganwa, asi aita zvaanzwa.+