Pisarema 1:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Anofara munhu asingafambi maererano nezano revakaipaAsingamiri munzira yevatadzi+Asingagari pachigaro chevanotaura zvekutsvinya.+ 2 Asi chaanofarira mutemo waJehovha,+Uye anoverenga mutemo wake nenzwi riri pasi* siku nesikati.+ Pisarema 40:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndinofarira kuita* kuda kwenyu, haiwa Mwari wangu,+Uye mutemo wenyu uri mukatikati mangu.+
1 Anofara munhu asingafambi maererano nezano revakaipaAsingamiri munzira yevatadzi+Asingagari pachigaro chevanotaura zvekutsvinya.+ 2 Asi chaanofarira mutemo waJehovha,+Uye anoverenga mutemo wake nenzwi riri pasi* siku nesikati.+