Pisarema 67:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Marudzi ngaafare apembere nemufaro,+Nekuti muchatonga marudzi zvakarurama.+ Muchatungamirira marudzi epanyika. (Sera) Pisarema 96:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Zivisai pakati pemarudzi kuti: “Jehovha ava Mambo!+ Nyika yakanyatsosimbiswa, zvekuti haigoni kubviswa pairi.* Achatonga marudzi zvakarurama.”*+ VaRoma 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uye achaitira mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake:+
4 Marudzi ngaafare apembere nemufaro,+Nekuti muchatonga marudzi zvakarurama.+ Muchatungamirira marudzi epanyika. (Sera)
10 Zivisai pakati pemarudzi kuti: “Jehovha ava Mambo!+ Nyika yakanyatsosimbiswa, zvekuti haigoni kubviswa pairi.* Achatonga marudzi zvakarurama.”*+