Pisarema 93:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 93 Jehovha ava Mambo!+ Akapfeka kukudzwa kunoshamisa;Jehovha akapfeka simba;Anoripfeka sebhandi. Nyika* yakanyatsosimbiswa;Haigoni kubviswa pairi.* Pisarema 97:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 97 Jehovha ava Mambo!+ Nyika ngaifare.+ Zvitsuwa zvizhinji ngazvipembere.+ Zvakazarurwa 11:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Uye manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava Umambo hwaShe wedu+ nehwaKristu wake,+ uye iye* achatonga samambo nariini nariini.”+ Zvakazarurwa 19:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+
93 Jehovha ava Mambo!+ Akapfeka kukudzwa kunoshamisa;Jehovha akapfeka simba;Anoripfeka sebhandi. Nyika* yakanyatsosimbiswa;Haigoni kubviswa pairi.*
15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Uye manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava Umambo hwaShe wedu+ nehwaKristu wake,+ uye iye* achatonga samambo nariini nariini.”+
6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+