Eksodho 15:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jah* ndiye simba rangu nemudziviriri wangu, nekuti ava ruponeso rwangu.+ Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukudza.+
2 Jah* ndiye simba rangu nemudziviriri wangu, nekuti ava ruponeso rwangu.+ Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukudza.+