Pisarema 50:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Munhu anopa kuonga sechibayiro chake ndiye anondikudza,+Uye kana ari uya anoramba ari munzira chaiyo,Ndichaita kuti aone ruponeso rwaMwari.”+ Pisarema 66:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndichapinda mumba menyu nezvibayiro zvinopiswa;+Ndicharipa mhiko dzangu kwamuri+ Pisarema 122:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 122 Ndakafara pavakati kwandiri: “Handei kuimba yaJehovha.”+ 2 Uye iye zvino tsoka dzedu dzakamiraMumagedhi ako, iwe Jerusarema.+
23 Munhu anopa kuonga sechibayiro chake ndiye anondikudza,+Uye kana ari uya anoramba ari munzira chaiyo,Ndichaita kuti aone ruponeso rwaMwari.”+
13 Ndichapinda mumba menyu nezvibayiro zvinopiswa;+Ndicharipa mhiko dzangu kwamuri+ Pisarema 122:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 122 Ndakafara pavakati kwandiri: “Handei kuimba yaJehovha.”+ 2 Uye iye zvino tsoka dzedu dzakamiraMumagedhi ako, iwe Jerusarema.+
122 Ndakafara pavakati kwandiri: “Handei kuimba yaJehovha.”+ 2 Uye iye zvino tsoka dzedu dzakamiraMumagedhi ako, iwe Jerusarema.+