-
Jona 4:2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Saka akanyengetera kuna Jehovha achiti: “Jehovha, izvi handizvo here zvaindinetsa pandakanga ndiri kunyika yangu? Ndokusaka ndakamboda hangu kutizira kuTashishi;+ nekuti ndaiziva kuti muri Mwari ane tsitsi* nengoni, anononoka kutsamwa, azere nerudo rusingachinji,+ uye anorwadziwa nekuunza dambudziko.
-