Jobho 38:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Wakanga uri kupi pandakamisa nyika?+ Ndiudze, kana uchifunga kuti unonzwisisa. Jobho 38:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ko zvigadziko zvayo zvakagara pai,Kana kuti ndiani akamisa dombo rayo repakona,+ Pisarema 24:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Nyika nezvese zviri mairi ndezvaJehovha,+Pasi pese nevanogarapo ndezvake. 2 Nekuti akaimisa zvakasimba pamusoro pemakungwa+Uye akaisimbisa kwazvo pamusoro penzizi.
6 Ko zvigadziko zvayo zvakagara pai,Kana kuti ndiani akamisa dombo rayo repakona,+ Pisarema 24:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Nyika nezvese zviri mairi ndezvaJehovha,+Pasi pese nevanogarapo ndezvake. 2 Nekuti akaimisa zvakasimba pamusoro pemakungwa+Uye akaisimbisa kwazvo pamusoro penzizi.
24 Nyika nezvese zviri mairi ndezvaJehovha,+Pasi pese nevanogarapo ndezvake. 2 Nekuti akaimisa zvakasimba pamusoro pemakungwa+Uye akaisimbisa kwazvo pamusoro penzizi.