1 Makoronike 29:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ nerunako nekubwinya nekukudzwa+ ndezvenyu, nekuti zvinhu zvese zviri kudenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndehwenyu.+ Ndimi muri kuzviita kuti muve mukuru pane zvese. Jobho 41:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ndiani akatanga kundipa chimwe chinhu zvekuti ndinofanira kumuripa?+ Zvese zviri pasi pedenga ndezvangu.+ 1 VaKorinde 10:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 nekuti “nyika nezvese zviri mairi ndezvaJehovha.”*+
11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ nerunako nekubwinya nekukudzwa+ ndezvenyu, nekuti zvinhu zvese zviri kudenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndehwenyu.+ Ndimi muri kuzviita kuti muve mukuru pane zvese.
11 Ndiani akatanga kundipa chimwe chinhu zvekuti ndinofanira kumuripa?+ Zvese zviri pasi pedenga ndezvangu.+