RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 10:13-15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Mozisi akabva atambanudzira tsvimbo yake panyika yeIjipiti, Jehovha akaita kuti mhepo yekumabvazuva ivhuvhute panyika yacho zuva iroro rese neusiku hwese. Pakwakayedza, mhepo yekumabvazuva yakaunza mhashu. 14 Uye mhashu dzakauya panyika yese yeIjipiti, dzikamhara muIjipiti yese.+ Dzakanga dzakawanda zvikuru;+ kwakanga kusati kwamboita mhashu dzakawanda kudaro, uye hakuzombovi nedzimwe dzakawanda kudaro. 15 Dzakafukidza nyika yese, nyika ikaita rima nadzo; dzakaparadza zvinomera zvese zvenyika yacho nemichero yese yemiti yakanga yasiyiwa nechimvuramabwe; hapana chakasvibirira chakasiyiwa pamiti kana kuti pazvinomera zvemusango munyika yese yeIjipiti.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe