9 Nekuti vanhu vaJehovha ndivo mugove wake;+
Jakobho ndiye nhaka yake.+
10 Akamuwana munyika yakaita renje+
Uye mugwenga risina chinhu, rinorira mhuka dzesango.+
Akamukomberedza achimudzivirira, akamuchengeta,+
Uye akamuchengetedza semboni yeziso rake.+