-
Eksodho 14:11, 12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Vakati kuna Mozisi: “MuIjipiti makanga musina makuva here zvamakatiunza kuno kuti tifire murenje?+ Makazviitirei? Makatibudisirei muIjipiti? 12 Izvi handizvo here zvatakakuudzai tiri muIjipiti, patakati, ‘Tisiyei hedu tichishandira vaIjipiti’? Nekuti zviri nani kuti tishandire hedu vaIjipiti, pane kufira murenje.”+
-