-
Dheuteronomi 7:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 “Jehovha Mwari wako paachakupinza munyika yawava kuda kupinda mairi kuti uitore,+ achabvisawo marudzi ane vanhu vakawanda pamberi pako:+ vaHiti, vaGigashi, vaAmori,+ vaKenani, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi,+ marudzi 7 ane vanhu vakawanda uye ane simba kukupfuura.+ 2 Jehovha Mwari wako achavaisa mumaoko ako, uye uchavakunda.+ Unotofanira kuvaparadza zvachose.+ Usatomboita sungano navo kana kutombovanzwira tsitsi.+
-