Eksodho 11:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi kunyange imbwa chaiyo haisi kuzohukurira vaIsraeri, vanhu kana zvipfuwo, kuti muzive kuti Jehovha anogona kuita kuti pave nemusiyano pakati pevaIjipiti nevaIsraeri.’+ Pisarema 63:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Asi mambo achafara muna Mwari. Munhu wese anopika naye* achafarisisa,*Nekuti miromo yevanoreva nhema ichanyararidzwa.
7 Asi kunyange imbwa chaiyo haisi kuzohukurira vaIsraeri, vanhu kana zvipfuwo, kuti muzive kuti Jehovha anogona kuita kuti pave nemusiyano pakati pevaIjipiti nevaIsraeri.’+
11 Asi mambo achafara muna Mwari. Munhu wese anopika naye* achafarisisa,*Nekuti miromo yevanoreva nhema ichanyararidzwa.