RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 15:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Nekuti munyika hamuzomboshayikwi varombo.+ Ndokusaka ndiri kukurayira kuti, ‘Unofanira kupfumbanura ruoko rwako uchipa hama yako inotambudzika uye murombo ari munyika yako.’+

  • Zvirevo 11:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Mumwe anopa zvakawanda* asi anoguma ava nezvakawanda;+

      Mumwe anonyima zvaanofanira kupa, asi anopedzisira ava murombo.+

  • Zvirevo 19:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Anonzwira tsitsi munhu akaderera anenge achikweretesa Jehovha,+

      Uye iye achamuripa zvaanoita.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe