-
Pisarema 135:15-18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Hazvina mweya wekufema mumuromo mazvo.+
-
-
Jeremiya 10:8, 9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Vese havafungi uye mapenzi.+
Kurayirwa nemuti hakuna kana chiyamuro.*+
9 Sirivha yakaitwa nhetenhete inounzwa ichibva kuTashishi,+ uye goridhe kubva kuUfazi,
Basa remhizha, remaoko emupfuri wesimbi.
Zvipfeko zvazvo ndezveshinda yebhuruu neshinda yepepuru.
Zvese zvakagadzirwa nevashandi vane unyanzvi.
-
-
1 VaKorinde 10:19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Saka ndiri kutii? Ndiri kureva here kuti chinobayirwa kuchidhori chinokosha, uye kuti chidhori chinokosha?
-