19 Hapana anofunga mumwoyo make
Kana kuti anoziva kana anonzwisisa, anoti:
“Ndapisa hafu yawo mumoto,
Uye ndabikawo chingwa ndikagocha nyama pamazimbe awo kuti ndidye.
Saka ndingagadzira chinhuwo zvacho chinosemesa newasara here?+
Ndinganamata danda remuti here?”