2 Makoronike 20:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Akati: “Inzwai, imi vaJudha vese nemi vagari vemuJerusarema naMambo Jehoshafati! Zvanzi naJehovha kwamuri, ‘Musatya kana kuvhundutswa neboka iri guru revanhu, nekuti kurwa hakusi kwenyu, asi ndekwaMwari.+ 2 Makoronike 20:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Hamufaniri zvenyu kurwa hondo yacho. Endai munzvimbo dzenyu, moramba makamira,+ muone kuponeswa kwamuchaitwa naJehovha.*+ Usatya iwe Judha newe Jerusarema, usatya kana kuvhunduka.+ Endai munovarwisa mangwana, uye Jehovha achava nemi.’”+
15 Akati: “Inzwai, imi vaJudha vese nemi vagari vemuJerusarema naMambo Jehoshafati! Zvanzi naJehovha kwamuri, ‘Musatya kana kuvhundutswa neboka iri guru revanhu, nekuti kurwa hakusi kwenyu, asi ndekwaMwari.+
17 Hamufaniri zvenyu kurwa hondo yacho. Endai munzvimbo dzenyu, moramba makamira,+ muone kuponeswa kwamuchaitwa naJehovha.*+ Usatya iwe Judha newe Jerusarema, usatya kana kuvhunduka.+ Endai munovarwisa mangwana, uye Jehovha achava nemi.’”+