Pisarema 66:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti makationgorora, haiwa Mwari;+Makatinatsa sekunatswa kunoitwa sirivha. Pisarema 94:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Anofara munhu wamunoruramisa, haiwa Jah,+Wamunodzidzisa mutemo wenyu,+