11 Vakabva vatanga kuimba vachidairana+ vachirumbidza nekuonga Jehovha, “nekuti akanaka; rudo rwake rusingachinji kuna Israeri runogara nekusingaperi.”+ Vanhu vese vakabva vashevedzera nenzwi guru vachirumbidza Jehovha nekuti faundesheni yeimba yaJehovha yakanga yavakwa.