Pisarema 51:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Sikai mwoyo wakachena mandiri, haiwa Mwari,+Muise mafungiro matsva mandiri,+ asingazununguki.