Pisarema 19:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye dzorai muranda wenyu kuti arege kuita mabasa ekuzvikudza;+Musaarega achindikunda.+ Ndichabva ndava akakwana,+Uye ndichange ndisina mhosva yezvivi zviri pachena.* Pisarema 37:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Mutemo waMwari wake uri mumwoyo make;+Tsoka dzake hadzizotsvedzi.+
13 Uye dzorai muranda wenyu kuti arege kuita mabasa ekuzvikudza;+Musaarega achindikunda.+ Ndichabva ndava akakwana,+Uye ndichange ndisina mhosva yezvivi zviri pachena.*