Jeremiya 15:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Mashoko enyu akawanikwa, ndikaadya;+Uye akaita kuti mwoyo wangu upembere uye ufare chaizvo,Nekuti ndiri kushevedzwa nezita renyu, haiwa Jehovha Mwari wemauto.
16 Mashoko enyu akawanikwa, ndikaadya;+Uye akaita kuti mwoyo wangu upembere uye ufare chaizvo,Nekuti ndiri kushevedzwa nezita renyu, haiwa Jehovha Mwari wemauto.