Pisarema 25:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Chengetedzai upenyu hwangu* uye ndiponesei.+ Musaita kuti ndinyadziswe nekuti ndakapotera kwamuri. Pisarema 119:80 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 80 Mwoyo wangu ngauve usina mhosva pakutevera mirau yenyu,+Kuti ndirege kunyadziswa.+
20 Chengetedzai upenyu hwangu* uye ndiponesei.+ Musaita kuti ndinyadziswe nekuti ndakapotera kwamuri.