Numeri 15:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 ‘Munofanira kuva nemupendero uyu une masa kuitira kuti pamunouona muyeuke mirayiro yese yaJehovha, moichengeta.+ Hamufaniri kutevera mwoyo yenyu nemaziso enyu, zviri kuita kuti muite unzenza hwekunamata.+ Zvirevo 4:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Maziso ako anofanira kunyatsotarisa mberi;Ramba wakangotarisa mberi kwako.+ Zvirevo 23:4, 5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Usazvifondotsa kuti uwane pfuma.+ Mira uratidze kuti unonzwisisa.* 5 Paunokanda maziso ako pairi, inenge isisipo,+Nekuti chokwadi ichamera mapapiro segondo yobhururuka mudenga.+
39 ‘Munofanira kuva nemupendero uyu une masa kuitira kuti pamunouona muyeuke mirayiro yese yaJehovha, moichengeta.+ Hamufaniri kutevera mwoyo yenyu nemaziso enyu, zviri kuita kuti muite unzenza hwekunamata.+
4 Usazvifondotsa kuti uwane pfuma.+ Mira uratidze kuti unonzwisisa.* 5 Paunokanda maziso ako pairi, inenge isisipo,+Nekuti chokwadi ichamera mapapiro segondo yobhururuka mudenga.+