16 nekuti zvinhu zvese zviri munyika zvinoti, kuchiva kwenyama,+ nekuchiva kwemaziso+ nekushamisira nezvinhu zvauinazvo, hazvibvi kuna Baba, asi zvinobva munyika. 17 Uyezve, nyika iri kupfuura pamwe chete nekuchiva kwayo,+ asi munhu anoita kuda kwaMwari anoramba aripo nekusingaperi.+